Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

MakuhwaChikamu

Gossip

DAY 1 OF 14

Miromo yakadhamba inonyudza chikepe. Kubatirira parurimi. Vhura muromo; isa tsoka. Kune zvirevo zvakawanda zvekutsanangura huipi wekunge usingagone kubata pamuromo pako uye zvinhu zvaunotaura. Makuhwa haadiwe. Makuhwa ndicho chimwe chezvinhu zvinopa tsananguro kana tichinge tamborwadziswa. Hezvino zviviri zvinoratidza musimboti wemakuhwa: Vaye vanouya kuzokuudza makuhwa ndivo vanonotaurawo makuhwa pamusoro pako. Uye, kana usiriwe uchave mhinduro, haufanire kunge uchitaura. Mwari vane basa nemakuhwa here? Vane hanya nezvatinotaura here? Tarisisa shoko raMwari kuti udzidze kuti unoshandisa sei mashoko ako!
Zuva 2

About this Plan

Gossip

Mashoko atinoshandisa ane simba rakanyanyisa rokuti avake kana kupunza.Makuhwa ane chepfu zvakanyanya.Saka mashoko akamira pai muhupenyu hwako - kuti aunze hupenyu kana kukanganisa vamwe?Chirongwa ichi chemazuva manomwe ...

More

Hurongwa uhwu hwakagadzirwa neLife.Church

Zvirongwa zvakada kufanana neichi

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy