Kufurirwa Nevezera Rako

Kufurirwa Nevezera Rako

7 Mazuva

Kufurirwa kunogona kunge kwakanaka, asi zvinogona kukukanganisa zvisina kunaka. Mwari vakatidaidza kuti tigare hupenyu hwekuve takatendeka kwaari - saka kuziva nekunzwisisa maitiro ake kwakakosha zvikuru. Muchirongwa ichi chemazuva manomwe, uchaona kuti ungawane sei simba rekuti utarisane nekufurirwa uye kuti usarudze zvine uchenjeri muhupenyu hwese.

Tinoda kutenda Life.Church nekutiunzira hurongwa uhwu. Kuti muzive zvakawanda, tapota shanyirai: www.life.church
Zviri pamusoro pemunyori

Zvirongwa zvakada kufanana neichi

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy