Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

RufuChikamu

Death

DAY 1 OF 7

Rufu runowanikwa muhupenyu. Vazhinji vedu takambonzwa marwadzo acho nekusuwa kunouya kana mumwe wedu atorwa kubva patiri. Dzimwe ndufu dzinokwanisika kutarisana nadzo kupfuurawo dzimwe, asi zvisinei nemarmiriro ezvinhu, hazvisi nyore kufirwa. Mibvunzo yakawanda inosimuka mumwoyo medu kana tichifunga nezve kurasikirwa nemudikani. Vamwe vanopa Mwari mhosva uye vanotsamwa vamwewo vanobva vangozvivharira mukati. Vashoma vanoziva kuti vanoita zvipi parufu zvinoremekedza Mwari. Zvakatinakira isu, nokuti Mwari vanoda kuve ndiye anotipa simba nenyaradzo munguva dzakadai. Tarisa mwoyo waMwari kwauri kana uchirwadziwa nemwoyo.
Zuva 2

About this Plan

Death

Rufu chinhu chokuti munhu wese anotombotarisana nacho muhupenyu hwake.Mibvunzo yakawanda inobuda uye zvinotikanganisa zvakanyanya.Chirongwa ichi chemazuva manomwe chichatarisa nepapfupi pakuti Bhaibheri rinoti chii nezve...

More

This plan was created by Life.Church

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy