Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

NguoChikamu

Clothing

DAY 1 OF 7

Bhaibheri rinonyatsotaura here kuti chii chinofanira kupfekwa? Chaizvowo, kwete nenzira yaungangofungidzira, asi rinotaura nezvemitemo inokosha yemwero. Muchirongwa ichi chekuverenga, uchafanira kurega kunyanyotarisa zvetsika nemagariro yaiveko pakanyorwa Bhaibheri, asi usarasikirwe nekuona musimboti wacho. Sei uchida kupfeka semapfekero aunoita? Chinangwa chekupfeka imwewo hembe ndechei? Nyatsova wakatendeseka nezvauri uye tendeseka muna Mwari. Kana ukazvipfekedza muchombo chaMwari chekutanga, chinofanira kubatsira pakukutungamira paunenge uchizopfeka zvipfeko zvako zvimwe zvose!
Zuva 2

About this Plan

Clothing

Vanhu veruzhinji vanokoshesa zvipfeko zvinopfekwa nemunhu.Saka ungangove uchifunga kuti Bhaibheri rinoti kudii nenyaya iyi yokuti munhu anofanira kunge achitaridzika sei - zvine basa rese here? Chirongwa ichi chemazuva m...

More

We would like to thank Life.Church for providing this plan. For more information, please visit: www.life.church

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy