Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

KushungurudzwaChikamu

Abuse

DAY 1 OF 7

Kushungurudzwa kunoitika munezvakasiyana-siyana.Kurohwa,kushungurudzwa mupfungwa uye kubatwa chibharo ndizvo zvinonyanya kuitika pakushungurudzwa uye vanhu vakawanda havazive kuti vanozvifambisa sei kana zvadai.Kama uri munhu anoshungurudza vamwe,regedza.Kana uriiwe urikushungurudzwa,ita kuti mazwi emubhaibheri akutungamire pakuronga kuti unoita sei nehukama hwako nemunhu arikukushungurudza.Kana uri pakati pengozi unofanira kubva ipapo nekukurumidza.Kana kushingurudzwa kwako kusingazosvika pakuurawa kana kuti ndezvakare asi uchiri kunetseka nazvo,tora nguva yako umbofungisisa uchishandisa shoko raMwari panyaya iyi.
Zuva 2

About this Plan

Abuse

Hapana munhu anombofanira kunge achishungurudzwa.Mwari vanokuda uye vanodisa kuti iwe ukoshe uye uchengetwe.Hapana kukanganisa,hapana kukanganisirwa,hapana kusawirirana kunofanira kuti kuzosangana nekurohwa,kubatwa chibh...

More

We would like to thank Life.Church for providing this plan. For more information, please visit: www.life.church

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy