Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

Hasha Chikamu

Anger

DAY 1 OF 5

Hasha dzinouya kunesu vakanaka vacho!Mhinduro yako kuhasha inofanira kunge iri yekuvimba muna Mwari uye kufungisisa Shoko Rake.Chimbofunga kuverenga chirongwa Kuvimba pamwe chete necheHasha.Mavhesi anotevere,kana ukamabata pamwoyo,anokubatsira kupa mhinduro yakakodzera kuhasha.Ita kuti hupenyu hwako hushanduke nekudzidzira magwaro!Kuti uwane dzidzo yakazara yekuti uchengetedze magwaro pamwoyo,enda pa www.MemLok.com
Zuva 2

About this Plan

Anger

Hasha dzinouya kunesu vakanaka vacho!Mhinduro yako kuhasha inofanira kunge iri yekuvimba muna Mwari uye kufungisisa Shoko Rake.Chimbofunga kuverenga chirongwa Kuvimba pamwe chete necheHasha.Mavhesi anotevere,kana ukamaba...

More

Tinoda kutenda MemLok neBible Memory System nekutipa zvivakwa zvechirongwa ichi. Kuti muzive zvakawanda pamusoro peMemLok shanyirai: http://www.MemLok.com

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy