Minamato yaJesu

Minamato yaJesu

5 Mazuva

Makoshero anoita kukurukurirana muhukama hwedu sevanhu, ndiwo makoshero ehurukoro dzedu naMwari. Mwari vanoshuvira kuti titaure navo muminyengetero-nyangwe mwanakomana wavo Jesu ayiita chirango chekunyengetera. Muhurongwa uhu, uchadzidza kubva kumuenzaniso waJesu, uye uchadenwa kuti ubude muchijairire kuitira kuti ugozvinzwira simba nenhungamiro inobva pamunyengetero.

Tinoda kutenda Immersion Digital, vakagadzira Glo Bible, nekugova chirongwa ichi chekuverenga. Iwe unogona nyore nyore kugadzira chirongwa ichi uye zvimwe zvakawanda kuburikidza nekushandisa Glo Bible. Kuti uwane zvimwe zvaungade, tapota shanyira www.globible.com
Zviri pamusoro pemunyori

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy