Kutenda

Kutenda

12 Mazuva

Kuona kutenda here? Kana kutenda kuona here? Iyi mibvunzo yekutenda.Chirongwa ichi chinokupai chidzidzo chekutenda chakadzika - kubva muTestamende yekare nyaya dzevanhu vemachokwadi avo vakaratidza kuve nehushingu mukutenda kwavo panguva dzakange dzakaomesesa mumamiriro edzidziso dzaJesu panyaya iyi.Nokuverenga kwako,uchakurudzirwa kuti udzikise hukama hwako naMwari uye kuti uzove munhu akatendeka chaizvo anotevera Jesu.

Tinoda kuonga Immersion Digital, vanoita veGlo Bible, nekugovana chirongwa ichi chekuverenga. Iwe unogona nyore nyore kugadzira chirongwa ichi uye akawanda akawanda sazvo kuburikidza kushandisa Glo Bible. Kuti uwane mamwe mashoko, tapota shanyira www.globible.com
Zviri pamusoro pemunyori

Zvirongwa zvakada kufanana neichi

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy