Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

MuedzoChikamu

Temptation

DAY 1 OF 7

"Dhiyabhorosi ndiye aita kuti ndizviite!" Uku ndiko kuzviregerera kunoshandiswa nevakawanda kuti vatonge kuwira muchiyedzo kana kusadzikama kwavanenge vaita. Tiri ipapo ichokwadi kuti muvengi ari kutenderera nenyika achitsvaga vanhu vaangaputsa; ichikwadiwo kuti anotevera Kristu ane simba raMwari rinogara maari. Zvakaipa kupinda mumuyedzo here? Ndiani ane mhosva kana iwe ukapa muyedzo nekusadzikama mukana? Une zvimwe zvingasarudzwe paunga zviwane wave mumamiriro akaoma aya? Bhaibheri rine zvinhu zvakawanda zvekutaura pamusoro pemiyedzo nekusadzikama.

Pinda utsvage kuti uzviwane!

Rugwaro

Zuva 2

About this Plan

Temptation

Miyedzo inouya nenzira dzakasiyana-siyana. Uye zviri nyore kuti tiregerere zvisarudzo zvataita uye kupautongi pachedu. Chirongwa ichi chemazuva manomwe chinoratidza kuti ungakunde sei miyedzo, kubudikidza neMweya Mutsven...

More

Tinoda kutenda Life.Church nekutiunzira hurongwa uhwu. Kuti muzive zvakawanda, tapota shanyirai: www.life.church

Zvirongwa zvakada kufanana neichi

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy