Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi
Kufurirwa Nevezera RakoChikamu
Kana ruzhinji ruchiita zvakaipa, ita kuti usave paruzhinjirwo. Zvinotaurika asi zvisingaitike ka? Kufurirwa kunogona kunge kwakanaka uye kunogona kuve kwakakuipira zvechokwadi. Havasi vadzidzi vakawanda vanoda zvekumira ega kana kuve ega, kunyanya kana vachizoshaiwa shamwari. Chero shamwari inokuudza kuti uite zvaunotarisira pasi nokuti zvakaipa haisi shamwari yakanaka semafungiro aungaite. Kutarisana nekufurirwa kuve nekugona kuita zvakanaka chero zvazvo zvisirikuitwa nevamwe vako. Chidzidzo ndechekuti uzvigadzirire mitemo yako yakanaka nekusapfuurikidza muganhu zvisati zvaitika. Zvakaoma kuti usarudze zvakanaka mukupisa kwechenguvana. Kufarira kuziva kuti Mwari vanoti chii nenyaya yekufurirwa? Tsvaka vhiki rino!
Rugwaro
About this Plan
Kufurirwa kunogona kunge kwakanaka, asi zvinogona kukukanganisa zvisina kunaka. Mwari vakatidaidza kuti tigare hupenyu hwekuve takatendeka kwaari - saka kuziva nekunzwisisa maitiro ake kwakakosha zvikuru. Muchirongwa ich...
More
We would like to thank Life.Church for providing this plan. For more information, please visit: www.life.church