Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Ndira)

Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Ndira)

31 Mazuva

Chidimbu chekutanga chezvidimbu gumi nembiri, hurongwa uhu hunotungamira nharaunda kufamba neBhaibheri rese mumazuva mazana matatu nemakumi nhanhatu neshanu. Koka vamwe vabatanewo newe pese pawatanga hurongwa hutsva kutanga kwemwedzi wega-wega. Iyi mitserendende yehurongwa inoshanda zvakanaka neBhaibheri rekuverengerwa-teerera munguva shoma inosvika maminetsi makumi nembiri pazuva! Chidimbu chega-chega chinosanganisira zvitsauko zveTestamende Yekare neItsva, neMapisarema akaparadzirwa kwese. Chikamu chekutanga chine mabhuku anoti Ruka, Mabasa, Dhanieri neGenesisi.

Tinoda kutenda Life.Church nekutiunzira hurongwa uhwu. Kuti muzive zvakawanda, tapota shanyirai: www.life.church
Zviri pamusoro pemunyori

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy