Kuverenga Nyaya yaMwari: Hurongwa Hwemaitikiro Azvikaita hweGore-Rimwechete

Kuverenga Nyaya yaMwari: Hurongwa Hwemaitikiro Azvikaita hweGore-Rimwechete

365 Mazuva

Hurongwa uhwu hwakagadzirwa naDr. George Guthrie, hunotora zvinowanika muBhaibheri hozvironga semaitikiro azvikaita. Sezvo kunyatsodoma mazuva ezvimwe zviwanikwa uye zviitiko kusingakwanisike, kurongwa uku kunongomiririra kuzama kukupa iwe muverengi mafambiro uye magadzirirwo akatwa nyaya huru yeBhaibheri. Zvimwe zvikamu zvakaiswa zvakanangana nemusoro wenyaya (e.g Johani 1:1-3 muvhiki yekutanga, Zuva repiri; uye zvinowanikwa mumapisarema zvakawanda). Pane zviverengwa zvinomwe pavhiki imwe neimwe zvinokupa mukana wekuti usasaririre apo ungadiwa.

Hwakatorwa kubva kuRead The Bible For Life, Copyright 2011 naGeorge H. Guthrie. Kodzero Dzose Dzakachengetedzwa. Hukatsikiswa neB & H Publishing Group http://www.readthebibleforlife.com
Zviri pamusoro pemunyori

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy